Kwejani igamba
Michael Oguttu
Vusi Malindi

Unhuna wangu wechinhulume unojilwa kulala.

Ndinomuka zwingwanangwana nokuti ndilokosha.

1

Ndimi ndinotisa izhuba lingwine.

2

"Unyenyeji yangu yezwi ngwanangwana," baleba Mai.

3

Ndinozwishambisa mazhuba ose, andidi lubancho.

4

Andineni nevula inotonola kana chinkondiya chino wachisa ingubo.

5

Mai banondiyeyesa, "Usukangwanwe meno awo."

Imi ndashandula, "Anditobami."

6

Ndikangopeja kushamba, ndinomusa amegulu naba tategaji.

Ndibashubila izhuba bhodo.

7

"Ndaba nkulwana, ndokwanisa kuzwimbajika," ndababuja Mai.

8

Ndinotubula kukopela zwikopelo nokusunga ishangu jangu.

9

Ndinechokomende kuti ununa wangu unoziba zose zwinotiwa kuchikolo.

10

Mungumba yezwlayijo ndinokweja kuzunda nenzila jose.

11

Ndinozwita yezwi mazhuba ose.

Koga chinhu chandinoda, kuzana nokuzana.

12
You are free to download, copy, translate or adapt this story and use the illustrations as long as you attribute in the following way:
Kwejani igamba
Author - Michael Oguttu
Translation - Lilian Nyathi, Virginia Gwaba
Illustration - Vusi Malindi
Language - ChiNambya
Level - First sentences